close
Svetuka kuchirochemo

Nhunzi

Kubva Wikipedia

Nhunzi kapembenene kanowanikwa Pasirose kanowanikwa mudzimba uye munzvimbo dzinogara vanhu. Nhunzi inotakura zvirwere.mwana wacho anonzi nhunzana. Nhunzi inokura kuita 8-12mm, uye nzvari dzakakura pane mikono yacho.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nhunzi dzinomhumha pamurwi worukweza - apa kureva kumomotera ronda.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Herero inoti -pumura (v. hit).
  • VaTaabwa vanoti kupumaula (v. To strike, to hit violently) vachireva kupumha.
  • VaTaabwa vanoti lunzi kana balunzi (n. fly, flies).