close
Svetuka kuchirochemo

Murandu

Kubva Wikipedia

Murandu kana Mulandu zvinoreva kuti mhosva kana kuti muripo unenge watemerwa mupari wemhosva.

  • Munyika yeZimbabwe mune vanhu vanonzi vekwaMurandu vanowanikwa kwaMasembura, Chikwaka nekwaSeke pedyo naHanyani (Manyame).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaFwe vanoti murandu (fine) kureva muripo wemhosva.
  • Nyungwe inoti mulandu (n. problems). Taabwa inoti mulandu (n. word) kureva shoko.
  • Barotse vanoti mulatu (n. fault, offence mistake, guilt, culpability, debt, obligation).
  • Basotho vanoti molato (n. fault, guilt) kureva murandu.
  • VaLenje vanoti mulandu (suit, case, trial, dispute, debate, discussion, quarrel).
  • Chuwabo vanoti muladdu (problem) kureva murandu.
  • Yao inoti kuchuluka (be many or too many) kureva kuwandisa. Rwiyo rwaiti mirandu yachuluka.
  • Nsenga vanoti mlandu (n. trial, debate, argument, reason).